Johane 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati anzwa kuti unorwara, akambogara mazuʋa maʋiri paakaŋga ari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati anzwa kuti anorwara, akambogara mazuva maviri paakanga ari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi paakanzwa kuti Razaro akanga achirwara, akagara paakanga ari kwamamwe mazuva maviri. Viz kapitola |