Johane 11:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Tikamurega achidaro vose vachatenda maari, vaRoma vachauya vakaparadza Temberi iyi nerudzi rwedu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Kana tikamurega aciɗaro, ʋanhu ʋose ʋacatenda kwaari; naʋaRoma ʋacaʋuya ʋakatitorera nɀimbo yeɗu norudzi rweɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Kana tikamurega achidaro, vanhu vose vachatenda kwaari; navaRoma vachauya vakatitorera nzvimbo yedu norudzi rwedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Tikamurega achidaro vose vachatenda maari, vaRoma vachauya vakaparadza Temberi iyi nerudzi rwedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Tikamurega achidaro vose vachatenda maari, vaRoma vachauya vakaparadza Temberi iyi nerudzi rwedu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Kana tikamurega achienderera mberi saizvozvi, munhu wose achatenda kwaari, uye vaRoma vachauya vakatitorera zvose nzvimbo yedu nenyika yedu.” Viz kapitola |