Online Bible

- Reklamy -

Johane 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hanzvadzi dzake dzakatuma shoko rokuti, “Tenzi mudikanwi wenyu kuno warwara.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino hanɀadzi dzake dzakatuma shoko kwaari, dziciti: Ishe, tarirai uyo unodikanwa nemi unorwara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino hanzvadzi dzake dzakatuma shoko kwaari, dzichiti, “Ishe, tarirai uyo anodikanwa nemi anorwara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hanzvadzi dzake dzakatuma shoko rokuti, “Tenzi mudikanwi wenyu kuno warwara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Hanzvadzi dzake dzakatuma shoko rokuti, “Tenzi mudikanwi wenyu kuno warwara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka hanzvadzi dzake dzakatuma shoko kuna Jesu, dzikati, “Ishe, uya wamunoda ari kurwara.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 11:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy