Johane 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋazhinji ʋaʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMarta naMaria, kuti ʋaʋaɓate ruʋoko pamsoro pehanɀadzi yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuti vazovanyaradza pakurasikirwa kwavo nehanzvadzi yavo. Viz kapitola |