Online Bible

- Reklamy -

Johane 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndiɀoɀo ɀaakareʋa, akazoti kwaʋari: Razaro, hama yeɗu, waʋata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ndizvozvo zvaakareva, akazoti kwavari, “Razaro, hama yedu, avata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Akati ataura izvi, akaenderera mberi achiti kwavari, “Shamwari yedu Razaro avata; asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy