Online Bible

- Reklamy -

Johane 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Hatikutakiri ɓasa rakanaka; asi nokuti wamhura Mŋari; ʋuye, nokuti iwe munhu, unoɀiita Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 VaJudha vakamupindura, vakati, “Hatikutakiri basa rakanaka; asi nokuti wamhura Mwari; uye, nokuti iwe munhu, unozviita Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa ripi zvaro ipapa, asi nokuda kwokumhura Mwari, nokuti iwe, munhuwo zvake, unozviti uri Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 10:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy