Johane 1:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Uyu ndiye wandaitaura nezvake ndichiti, ‘Mushure mangu muchauya munhu mukuru kupinda ini nokuti akanga aripo ini ndisati ndavapo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ndiye wandaireʋa, ndiciti: Shure kwaŋgu kunoʋuya murume, wakaʋa’po mberi kwaŋgu, nokuti wakanditaŋgira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Ndiye wandaireva, ndichiti, ‘Shure kwangu kunouya mumwe, akavapo mberi kwangu, nokuti akanditangira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Uyu ndiye wandaitaura nezvake ndichiti, ‘Mushure mangu muchauya munhu mukuru kupinda ini nokuti akanga aripo ini ndisati ndavapo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Uyu ndiye wandaitaura nezvake ndichiti, ‘Mushure mangu muchauya munhu mukuru kupinda ini nokuti akanga aripo ini ndisati ndavapo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ndiye wandaireva pandakati, ‘Murume anouya shure kwangu akandipfuura nokuti akanditangira.’ Viz kapitola |