Johane 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shoko rakazoʋa nyama, rikagara pakati peɗu, (tikaʋona kubginya kwake, kubginya sokwowakaɓerekwa mumŋe cete waƂaɓa), azere nenyasha neɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Izwi rakazova munhu, rikagara pakati pedu, tikaona kubwinya kwake, kubwinya sokwowakaberekwa mumwechete wababa, azere nenyasha nechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shoko rakava nyama uye rakagara pakati pedu. Takaona kubwinya kwake, kubwinya kwaIye Mumwe Oga, akabva kuna Baba, azere nenyasha uye nechokwadi. Viz kapitola |