Joere 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makatengesaka imi vanhu vokwaJudha neJerusaremu kuvaGiriki muchivaendesa kure nenyika yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 mukateŋgesa ʋana ʋaJuda naʋana ʋeJerusarema kuʋanakomana ʋaʋaGiriki, kuti muʋabvisire kure nenyika yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 mukatengesa vana vaJudha navana veJerusaremu kuvanakomana vavaGiriki, kuti muvabvisire kure nenyika yavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makatengesaka imi vanhu vokwaJudha neJerusaremu kuvaGiriki muchivaendesa kure nenyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makatengesaka imi vanhu vokwaJudha neJerusaremu kuvaGiriki muchivaendesa kure nenyika yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makatengesa vanhu veJudha neveJerusarema kuvaGiriki kuti muvaendese kure. Viz kapitola |