Joere 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti makatoraka imi sirivha yangu nendarama yangu mukatakura henyu upfumi hwangu hwakakosha kutemberi dzenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀamakatora sirveri yaŋgu nendarama yaŋgu, mukandoisa mutembere dzenyu ɀinhu ɀaŋgu ɀakanaka ɀinoɗikanwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvamakatora sirivha yangu nendarama yangu, mukandoisa mutemberi dzenyu zvinhu zvangu zvakanaka zvinodikanwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti makatoraka imi sirivha yangu nendarama yangu mukatakura henyu upfumi hwangu hwakakosha kutemberi dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuti makatoraka imi sirivha yangu nendarama yangu mukatakura henyu upfumi hwangu hwakakosha kutemberi dzenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti makatora sirivha negoridhe rangu, mukatakurawo midziyo yangu yakanakisisa mukandoiisa kutemberi dzenyu. Viz kapitola |