Joere 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicapembedza ropa raʋo randisina‐kumbopembedza; nokuti Jehova unogara paZioni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mhosva yavo yeropa yandisina kuregerera, ndichairegerera, nokuti Jehovha anogara muZioni.” Viz kapitola |