Jobho 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ko kutya kwako Mŋari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ko, kutya kwako Mwari hakuzi chivimbo chako, uye nzira dzako dzakarurama tariro yako here? Viz kapitola |