Jobho 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kunyange tambo yakatumba kavo yavhomorwa vanofa vasina kana ungwaru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ko ɓote retente raʋo harinakuvomorwa pamŋe cete naʋo here? Ʋanofa ʋasinoʋucenjeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ko bote retente ravo harina kuvhomorwa pamwechete navo here? Vanofa vasina uchenjeri.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kunyange tambo yakatumba kavo yavhomorwa vanofa vasina kana ungwaru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kunyange tambo yakatumba kavo yavhomorwa vanofa vasina kana ungwaru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ko, mabote etende ravo haana kubviswa here kuti vagofa vasina uchenjeri?’ Viz kapitola |