Jobho 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe ucaʋa neshuŋgu here? Asi ndiani uŋgaɀidzora, akasataura hake? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe uchava neshungu here? Asi ndiani angazvidzora, akasataura hake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Kana mumwe munhu akava neshoko newe, iwe uchashayiwa mwoyo murefu here? Asi ndiani angarega kutaura? Viz kapitola |