Jobho 4:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakawirwa nokutya kukuru uye ndakadedera zvakaita kuti mapfupa angu angwedereke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kutya nokubvunda kwakandiwira, Kwakabvundisa mafupa aŋgu ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kutya nokubvunda kwakandiwira, Kwakabvundisa mapfupa angu ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakawirwa nokutya kukuru uye ndakadedera zvakaita kuti mapfupa angu angwedereke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndakawirwa nokutya kukuru uye ndakadedera zvakaita kuti mapfupa angu angwedereke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 kutya nokudedera zvakandibata zvikaita kuti mapfupa angu ose abvunde. Viz kapitola |