Jobho 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Handinamufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inoŋgosiʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Handina mufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inongosiuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Handina rugare, handina runyararo; handina zororo, asi nhamo chete.” Viz kapitola |