Jobho 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti chandinotya chacho, ndicho chinondiwana; chandinozeza ndicho chinondiwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti cinhu candaitya candiwira, Necandinozeza candiʋiŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti chinhu chandaitya chandiwira, Nechandinozeza chandivinga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti chandinotya chacho, ndicho chinondiwana; chandinozeza ndicho chinondiwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti chandinotya chacho, ndicho chinondiwana; chandinozeza ndicho chinondiwira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvandaitya zvakandivinga; zvandaizeza zvaitika kwandiri. Viz kapitola |