Jobho 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanhuwozvavo navakuru vakuru variko uye varanda vano rusununguko kuna vatenzi vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋaɗuku naʋakuru ʋari’po; Ʋuye muranda wakasunuŋguka panatenzi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vaduku navakuru varipo; Uye muranda akasununguka panatenzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanhuwozvavo navakuru vakuru variko uye varanda vano rusununguko kuna vatenzi vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vanhuwozvavo navakuru vakuru variko uye varanda vano rusununguko kuna vatenzi vavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vaduku navakuru variko, uye nhapwa yakasunungurwa kubva pana tenzi wayo. Viz kapitola |