Jobho 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ko ndakaregereiko chaizvo kungovawo zvangu gavamwedzi risingazivikanwi zvaro sesvava dzisina kumboona chiedza? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana ndiŋgaɗai ndisina‐kuʋa’po somŋana wakaponiwa ŋguʋa isina‐kuȿika; Saʋacece ʋasina‐kutoŋgoʋona ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Kana ndingadai ndisina kuvapo somwana akaponiwa nguva isina kusvika; Savacheche vasina kutongoona chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ko ndakaregereiko chaizvo kungovawo zvangu gavamwedzi risingazivikanwi zvaro sesvava dzisina kumboona chiedza? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ko ndakaregereiko chaizvo kungovawo zvangu gavamwedzi risingazivikanwi zvaro sesvava dzisina kumboona chiedza? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kana kuti sei ndisina kuvigwa muvhu somwana asina kusvika, somucheche asina kumboona chiedza chezuva? Viz kapitola |