Jobho 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana kuti namachinda ane ndarama, akanga akazadza dzimba nesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana namacinda, aiʋa nendarama, Akazadza dzimba dzawo nesirveri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana namachinda, aiva nendarama, Akazadza dzimba dzawo nesirivha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana kuti namachinda ane ndarama, akanga akazadza dzimba nesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kana kuti namachinda ane ndarama, akanga akazadza dzimba nesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 navatongi vakanga vane goridhe, vakazadza dzimba dzavo nesirivha. Viz kapitola |