Jobho 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokuti iye zvino ndingadai ndakarara zvangu muguva, ndinyerere ndiine zororo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ndiŋgaɗai ɀino ndakatandaʋara, ndinyerere; Ndiŋgaɗai ndiʋete: ipapo ndiŋgaɗai ndazorora; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ndingadai zvino ndakatandavara, ndinyerere; Ndingadai ndivete; ipapo ndingadai ndazorora; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokuti iye zvino ndingadai ndakarara zvangu muguva, ndinyerere ndiine zororo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Nokuti iye zvino ndingadai ndakarara zvangu muguva, ndinyerere ndiine zororo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti zvino ndingadai ndakavata murugare; ndingadai ndivete uye ndakazorora Viz kapitola |