Jobho 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndakaregereiko kungofa zvangu pakuberekwa, ndichingoti budei mudumbu ndichibva ndangofa zvangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndakaregereiko kufa ndiciri mumimba? Ndakaregerei kuparara ndiciɓuɗa muɗumbu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ndakaregereiko kufa ndichiri mumimba? Ndakaregerei kuparara ndichibuda mudumbu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndakaregereiko kungofa zvangu pakuberekwa, ndichingoti budei mudumbu ndichibva ndangofa zvangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndakaregereiko kungofa zvangu pakuberekwa, ndichingoti budei mudumbu ndichibva ndangofa zvangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ko, ndakaregererei kufa pakuberekwa kwangu, nokufa pandaibuda mudumbu? Viz kapitola |