Online Bible

- Reklamy -

Jobho 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti harina kupfiga misuo yemimba yaamai vangu kana kuti meso angu asatarise nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀaʋusina‐kupfiga mikoʋa yemimba yamai ʋaŋgu, Kana kuʋanza kutambudzika pameso aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvausina kupfiga mikova yemimba yamai vangu, Kana kuvanza kutambudzika pameso angu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti harina kupfiga misuo yemimba yaamai vangu kana kuti meso angu asatarise nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 nokuti harina kupfiga misuo yemimba yaamai vangu kana kuti meso angu asatarise nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 nokuti hahuna kundipfigira mikova yechizvaro kuti huvanze dambudziko pamberi pangu.

Viz kapitola kopírovat

Jobho 3:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy