Online Bible

- Reklamy -

Jobho 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pavakaona Jobhu nokure havana kukwanisa kumuziva. Vakahwihwidza kuchema vachisvimha misodzi. Vakabva vabvarura magemenzi avo vakazvidira ivhu mumusoro vachiritiburirira kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋakati ʋacitarira ʋaciri kure, ʋakasamuziʋa, ʋakacema kwaɀo, mumŋe nomumŋe akabvarura ŋguʋo yake, ʋakakushira guruʋa kuɗeŋga pamisoro yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vakati vachitarira vachiri kure, vakasamuziva, vakachema kwazvo, mumwe nomumwe akabvarura nguo yake, vakakushira guruva kudenga pamisoro yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pavakaona Jobhu nokure havana kukwanisa kumuziva. Vakahwihwidza kuchema vachisvimha misodzi. Vakabva vabvarura magemenzi avo vakazvidira ivhu mumusoro vachiritiburirira kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pavakaona Jobhu nokure havana kukwanisa kumuziva. Vakahwihwidza kuchema vachisvimha misodzi. Vakabva vabvarura magemenzi avo vakazvidira ivhu mumusoro vachiritiburirira kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakati vamuona ari chinhambwe, havana kugona kumuziva, vakatanga kuchema zvikuru, uye vakabvarura nguo dzavo uye vakazvimwaya guruva pamisoro yavo.

Viz kapitola kopírovat

Jobho 2:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy