Jobho 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepi?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichingodzengerera zvangu nenyika ndichifamba-famba mairi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova akati kunaSatani: Wabvepiko? Satani akapindura Jehova, akati: Ndabva pakupota‐pota nenyika, napakufamba‐famba pairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha, akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika, napakufamba-famba pairi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepi?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichingodzengerera zvangu nenyika ndichifamba-famba mairi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepi?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichingodzengerera zvangu nenyika ndichifamba-famba mairi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwidza nokudzika mairi.” Viz kapitola |