Online Bible

- Reklamy -

Jobho 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino nerimwe zuva zvakazoitika kuti vana vaMwari vakauya kuzozviratidza pana Tenzi. Satani akauyawo ari mukati mavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino rimŋe zuʋa ʋanakomana ʋaMŋari ʋakati ʋacindomira pamberi paJehova, Satani akaȿika ʋo pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino rimwe zuva vanakomana vaMwari vakati vachindomira pamberi paJehovha, Satani akasvikawo pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino nerimwe zuva zvakazoitika kuti vana vaMwari vakauya kuzozviratidza pana Tenzi. Satani akauyawo ari mukati mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvino nerimwe zuva zvakazoitika kuti vana vaMwari vakauya kuzozviratidza pana Tenzi. Satani akauyawo ari mukati mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zvino rimwe zuva vatumwa vakauya kuzomira pamberi paJehovha, naSataniwo akasvika pamwe chete navo.

Viz kapitola kopírovat

Jobho 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy