Jobho 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanakomana vaJobhu vaipota vachiita mabiko mumisha yavo, mumwe nomumwe aine chijanha chezuva rake. Vaindokokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuti vadye nokunwa pamwechete navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanakomana ʋake ʋaisienda kundoita mutambo paimba yomumŋe nomumŋe waʋo pazuʋa rake; ʋaituma kundoɗana hanɀadzi dzaʋo nhatu kuzodya nokunwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vanakomana vake vaisienda kundoita mutambo paimba yomumwe nomumwe wavo pazuva rake; vaituma kundodana hanzvadzi dzavo nhatu kuzodya nokunwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanakomana vaJobhu vaipota vachiita mabiko mumisha yavo, mumwe nomumwe aine chijanha chezuva rake. Vaindokokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuti vadye nokunwa pamwechete navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanakomana vaJobhu vaipota vachiita mabiko mumisha yavo, mumwe nomumwe aine chijanha chezuva rake. Vaindokokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuti vadye nokunwa pamwechete navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanakomana vake vaisiita madzoro okuita mutambo mudzimba dzavo, uye vaikokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuzodya nokunwa pamwe chete navo. Viz kapitola |