Jobho 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 aiva nehwai zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu nezvipani mazana mashanu amadhonza, namazana mashanu amadhongi makadzi navaranda vazhinji kwazvo, zvokuti aiva nomukurumbira kupinda vamwe vanhu vose vokumabvazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋuye fuma yake yakaȿika makwai aneɀuru ɀinomŋe, namakamera aneɀuru ɀitatu, neŋombe dzakariŋgana majoko anamazana mashanu, namakadzi emboŋgoro anamazana mashanu, naʋanhu ʋazhinji paimba yake; naiɀoɀo munhu uyu wakaŋga ari mukuru pakati paʋana ʋamabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Uye pfuma yake yakasvika makwai ane zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu, nemombe dzakaringana majoko ana mazana mashanu, namakadzi embongoro ana mazana mashanu, navanhu vazhinji paimba yake; naizvozvo munhu uyu akanga ari mukuru pakati pavana vamabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 aiva nehwai zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu nezvipani mazana mashanu amadhonza, namazana mashanu amadhongi makadzi navaranda vazhinji kwazvo, zvokuti aiva nomukurumbira kupinda vamwe vanhu vose vokumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 aiva nehwai zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu nezvipani mazana mashanu amadhonza, namazana mashanu amadhongi makadzi navaranda vazhinji kwazvo, zvokuti aiva nomukurumbira kupinda vamwe vanhu vose vokumabvazuva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye akanga ana makwai zviuru zvinomwe, ngamera zviuru zvitatu, nenzombe dzairingana majoko mazana mashanu, uye mazana mashanu embongoro hadzi, navaranda vakawanda kwazvo. Akanga ari munhu mukuru kuna vose pakati pavanhu vokumabvazuva. Viz kapitola |