Jobho 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Munaizvozvi zvose Jobhu haana chaakakanganisa kana kupa Mwari mhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Paɀinhu iɀi ɀose Jobo haana‐kutadza, haana‐kuti Mŋari wakaita noʋupenzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Pazvinhu izvi zvose Jobho haana kutadza, haana kuti Mwari akaita noupenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Munaizvozvi zvose Jobhu haana chaakakanganisa kana kupa Mwari mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Munaizvozvi zvose Jobhu haana chaakakanganisa kana kupa Mwari mhosva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza kana kupa Mwari mhosva. Viz kapitola |