Jobho 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwabva dutu guru ravhuvhuta nokugwenga rikarova imba iyoyo kumativi mana ikakoromokera pavadiki ivava vakafa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ɗutu guru ndokubva kurutiʋi rwerenje, ndokuroʋa pamakona manna eimba, iyo ikawira pamsoro paʋana, ʋakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 dutu guru ndokubva kurutivi rwerenje, ndokurova pamusoro pavana, vakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwabva dutu guru ravhuvhuta nokugwenga rikarova imba iyoyo kumativi mana ikakoromokera pavadiki ivava vakafa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwabva dutu guru ravhuvhuta nokugwenga rikarova imba iyoyo kumativi mana ikakoromokera pavadiki ivava vakafa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 pakarepo mhepo huru yavhuvhuta ichibva kugwenga ikarova makona mana eimba. Yawira pamusoro pavo uye vafa, uye ini ndoga ndini ndasara kuti ndizokuzivisai!” Viz kapitola |