Jobho 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Achiri mukutaura mumwezve ndiye vhu, akati, “Vana venyu vanga vachidya nokunwa zvavo waini mumba yomukoma wavo mukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Iye wakati acataura, mumŋe akaȿika ʋo, akati: Ʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu ʋakaŋga ʋacidya nokunwa waini mumba momukuru waʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “Vanakomana venyu navanasikana venyu vakanga vachidya nokunwa waini mumba momukuru wavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Achiri mukutaura mumwezve ndiye vhu, akati, “Vana venyu vanga vachidya nokunwa zvavo waini mumba yomukoma wavo mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Achiri mukutaura mumwezve ndiye vhu, akati, “Vana venyu vanga vachidya nokunwa zvavo waini mumba yomukoma wavo mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Achiri kutaura kudaro, imwezve nhume yakasvika ikati, “Vanakomana venyu navanasikana venyu vanga vachidya nokunwa waini vari mumba momukoma wavo mukuru, Viz kapitola |