Online Bible

- Reklamy -

Jobho 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Achiri kutaura kudaro, kwakasvika mumwe achitiwo, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa hwai navashandi ukavaroromesa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Iye wakati acataura, mumŋe akaȿika ʋo, akati: Mŋoto waMŋari wakabva kuɗeŋga, ukapisa makwai naʋafudzi, ukaʋapedza; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “Moto waMwari wakabva kudenga, ukapisa makwai navafudzi, ukavapedza; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Achiri kutaura kudaro, kwakasvika mumwe achitiwo, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa hwai navashandi ukavaroromesa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Achiri kutaura kudaro, kwakasvika mumwe achitiwo, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa hwai navashandi ukavaroromesa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Achiri kutaura kudaro, imwe nhume yakasvika ikati, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa makwai navaranda, uye ini ndoga ndini ndapunyuka kuti ndizokuzivisai!”

Viz kapitola kopírovat

Jobho 1:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy