Jobho 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaSebhiya vauya vakazvitora vakauraya vashandi namapakatwa, ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ʋaSabea ʋakadziwira, ndokudzitora, naʋafudzi ʋo ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 vaSabea vakadziwira, ndokudzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndakapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaSebhiya vauya vakazvitora vakauraya vashandi namapakatwa, ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaSebhiya vauya vakazvitora vakauraya vashandi namapakatwa, ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 vaSebhia vakarwisa vakazvitora vakaenda nazvo. Vauraya varanda nomunondo ini ndoga ndini ndapunyuka kuti ndizokuzivisai!” Viz kapitola |