Jobho 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kwakauya nhume kuna Jobhu ichiti, “Nzombe dzanga dzichirima, madhongi achifura zvawo pedyo nadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 nhume ikaȿika kunaJobo, ikati: Ŋombe dzakaŋga dzicirima, nemboŋgoro dzicicera kurutiʋi rwadzo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 nhume ikasvika kuna Jobho, ikati, “Mombe dzakanga dzichirima, nembongoro dzichichera kurutivi rwadzo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kwakauya nhume kuna Jobhu ichiti, “Nzombe dzanga dzichirima, madhongi achifura zvawo pedyo nadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 kwakauya nhume kuna Jobhu ichiti, “Nzombe dzanga dzichirima, madhongi achifura zvawo pedyo nadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nhume yakasvika kuna Jobho ikati, “Nzombe dzanga dzichirima uye mbongoro dzanga dzichifura nechapedyo, Viz kapitola |