Jobho 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Rimwe zuva zvakaitika kuti vanakomana navanasikana vake vakanga vari pakudya zvavo nokunwa waini mumba yomukomana wavo mukuru, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino rimŋe zuʋa ʋanakomana ʋake naʋanasikana ʋake ʋakati ʋacidya nokunwa waini paimba yomukuru waʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino rimwe zuva vanakomana vake navanasikana vake vakati vachidya nokunwa waini paimba yomukuru wavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Rimwe zuva zvakaitika kuti vanakomana navanasikana vake vakanga vari pakudya zvavo nokunwa waini mumba yomukomana wavo mukuru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Rimwe zuva zvakaitika kuti vanakomana navanasikana vake vakanga vari pakudya zvavo nokunwa waini mumba yomukomana wavo mukuru, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Rimwe zuva vanakomana vaJobho navanasikana vake vakati vachidya uye vachinwa waini vari paimba yomukoma wavo mukuru, Viz kapitola |