Online Bible

- Reklamy -

Jobho 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ingotambanudzai ruoko rwenyu mungobata chete zvose zvaanazvo muone kuti haakushonhei here pameso penyu chaipo”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi tambanudzai henyu ruʋoko rwenyu ɀino, muroʋe ɀose ɀaanaɀo, ipapo iye ucakushoʋorai pacena.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Asi tambanudzai henyu ruoko rwenyu, zvino, murove zvose zvaanazvo, ipapo iye achakushorai pachena.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ingotambanudzai ruoko rwenyu mungobata chete zvose zvaanazvo muone kuti haakushonhei here pameso penyu chaipo”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ingotambanudzai ruoko rwenyu mungobata chete zvose zvaanazvo muone kuti haakushonhei here pameso penyu chaipo”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi tambanudzai henyu ruoko rwenyu murove zvose zvaanazvo, zvirokwazvo achakutukai pachena.”

Viz kapitola kopírovat

Jobho 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy