Online Bible

- Reklamy -

Jobho 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwaiva nomumwe murume munyika yeUzi ainzi Jobhu. Murume iyeyo aiva munhu akarurama, ari pachokwadi, aitya Mwari uye munhu wainzvenga zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Kwakaŋga kunomunhu panyika yeUzi, wainzi Jobo; munhu uyu wakaŋga akakwana, akarurama, waitya Mŋari acinɀeŋga ɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Kwakanga kuno munhu panyika yeUzi, ainzi Jobho; munhu uyu akanga akakwana, akarurama, aitya Mwari achinzvenga zvakaipa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwaiva nomumwe murume munyika yeUzi ainzi Jobhu. Murume iyeyo aiva munhu akarurama, ari pachokwadi, aitya Mwari uye munhu wainzvenga zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kwaiva nomumwe murume munyika yeUzi ainzi Jobhu. Murume iyeyo aiva munhu akarurama, ari pachokwadi, aitya Mwari uye munhu wainzvenga zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Munyika yeUzi maiva nomumwe murume ainzi Jobho. Murume uyu akanga asina chaangapomerwa uye akarurama; aitya Mwari uye ainzvenga zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Jobho 1:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy