Jeremia 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rega kuvatya nokuti ini ndinenge ndinewe kuzokununura. Ndozviri kutaura Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usatya nokuɗa kwaʋo, nokuti ɀanzi naJehova: Ini ndinewe, kuti ndikurwire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Usatya nokuda kwavo, nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndinewe, kuti ndikurwire.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rega kuvatya nokuti ini ndinenge ndinewe kuzokununura. Ndozviri kutaura Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Rega kuvatya nokuti ini ndinenge ndinewe kuzokununura. Ndozviri kutaura Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Usavatya, nokuti ini ndinewe uye ndichakurwira,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |