Online Bible

- Reklamy -

Jeremia 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ini ndokuti, “AA! Nhai Tenzi Mwari! Tarisai muone kuti ini handikwanisi kutaura nokuti ndiri muduku!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo ndikati: Haiwa, Ishe Mŋari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mŋanana haŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Mwari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mwanana hangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ini ndokuti, “AA! Nhai Tenzi Mwari! Tarisai muone kuti ini handikwanisi kutaura nokuti ndiri muduku!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ini ndokuti, “AA! Nhai Tenzi Mwari! Tarisai muone kuti ini handikwanisi kutaura nokuti ndiri muduku!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ini ndikati, “Haiwa, Ishe Jehovha, handigoni kutaura; ndinongova mwana hangu.”

Viz kapitola kopírovat

Jeremia 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy