Jeremia 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ndisati ndambokuumba mudumbu ramai, ndaitokuziva, usati waberekwa ndakakutsaura. Ndakakureresa ndakakusarudza somuporofita kumarudzi avanhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakakuziʋa ndisati ndakuʋumba muɗumbu ramai, ndakakuita mutȿene usati waɓuɗa muciɀaro camai; ndakakugadza kuti uʋe muprofita wamarudzi aʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Ndakakuziva ndisati ndakuumba mudumbu ramai, ndakakuita mutsvene usati wabuda muchizvaro chamai; ndakakugadza kuti uve muporofita wamarudzi avanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ndisati ndambokuumba mudumbu ramai, ndaitokuziva, usati waberekwa ndakakutsaura. Ndakakureresa ndakakusarudza somuporofita kumarudzi avanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Ndisati ndambokuumba mudumbu ramai, ndaitokuziva, usati waberekwa ndakakutsaura. Ndakakureresa ndakakusarudza somuporofita kumarudzi avanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Ndisati ndakuumba mudumbu ramai vako, ndakakuziva iwe, usati waberekwa, ndakakutsaura; ndakakugadza somuprofita kumarudzi.” Viz kapitola |