Online Bible

- Reklamy -

Jeremia 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vachakurwisa asi havazokukurira nokuti ini ndinewe ndichazokununura, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋacarwa newe, asi haʋaŋgakukundi, nokuti ini ndinewe, kuti ndikurwire — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vacharwa newe, asi havangakukundi, nokuti ini ndinewe, kuti ndikurwire ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vachakurwisa asi havazokukurira nokuti ini ndinewe ndichazokununura, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vachakurwisa asi havazokukurira nokuti ini ndinewe ndichazokununura, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vacharwa newe asi havangakukundi, nokuti ndinewe uye ndichakurwira,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Jeremia 1:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy