Jeremia 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akati kwandiri, “Kuchamhembe uku kuchabva nhamo ichawira vagari vose venyika ino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo Jehova akati kwandiri: Kurutiʋi rwokumsoro ndiko kucaɓuɗa ɀakaipa ɀicawira ʋanhu ʋose ʋagere panyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Kurutivi rwokumusoro ndiko kuchabuda zvakaipa zvichawira vanhu vose vagere panyika ino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akati kwandiri, “Kuchamhembe uku kuchabva nhamo ichawira vagari vose venyika ino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akati kwandiri, “Kuchamhembe uku kuchabva nhamo ichawira vagari vose venyika ino. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akati kwandiri, “Njodzi ichadururirwa pamusoro pavanhu vagere munyika ichibva nokumusoro. Viz kapitola |