Jeremia 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi ndokuti kwandiri, “Waona zvazviri, nokuti ini ndiri kutarisa kuti shoko rangu rakazadzikiswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Jehova akati kwandiri: Waʋona ɀakanaka; nokuti ndinoȿinurira shoko raŋgu, kuti ndiriite. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka; nokuti ndinosvinurira shoko rangu, kuti ndiriite.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi ndokuti kwandiri, “Waona zvazviri, nokuti ini ndiri kutarisa kuti shoko rangu rakazadzikiswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi ndokuti kwandiri, “Waona zvazviri, nokuti ini ndiri kutarisa kuti shoko rangu rakazadzikiswa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka, nokuti ndiri kutarira kuti ndione kuzadziswa kweshoko rangu.” Viz kapitola |