Online Bible

- Reklamy -

Jeremia 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Izwi raTenzi rakauya kwandiri richiti, “Jeremiya, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Ndiri kuona bazi romuarimondi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo shoko raJehova rakaʋuya ɀe kwandiri, riciti: Jeremia, unoʋonei? Ndikati: Ndinoʋona ɗaʋi romuamanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo shoko raJehovha rakauyazve kwandiri, richiti, “Jeremiya, unoonei?” Ndikati, “Ndinoona davi romuamanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Izwi raTenzi rakauya kwandiri richiti, “Jeremiya, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Ndiri kuona bazi romuarimondi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Izwi raTenzi rakauya kwandiri richiti, “Jeremiya, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Ndiri kuona bazi romuarimondi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Shoko raJehovha rakauya kwandiri richiti, “Jeremia, uri kuonei?” Ndakapindura ndikati, “Ndiri kuona davi romuti womuarimondi.”

Viz kapitola kopírovat

Jeremia 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy