Jeremia 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Aya ndiwo mazwi aJeremiya mwanakomana waHirikiya mumwe wavapristi vaiva muguta reAnatoti munyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mashoko aJeremia, mŋanakomana waHirkia, waiʋa worudzi rwaʋaprista ʋaiʋa paAnatoti panyika yaBenjamini: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mashoko aJeremiya, mwanakomana waHirikia, waiva worudzi rwavapristi vaiva paAnatoti panyika yaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Aya ndiwo mazwi aJeremiya mwanakomana waHirikiya mumwe wavapristi vaiva muguta reAnatoti munyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Aya ndiwo mazwi aJeremiya mwanakomana waHirikiya mumwe wavapristi vaiva muguta reAnatoti munyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mashoko aJeremia mwanakomana waHirikia, mumwe wavaprista paAnatoti munyika yaBhenjamini. Viz kapitola |