Jakobo 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Upfumi hwenyu huri kuora uye hanzu dzenyu dziri kudyiwa nezviundudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Fuma yenyu yakaʋora, ŋguʋo dzenyu dzapera neɀiʋundudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Pfuma yenyu yakaora, nguo dzenyu dzapera nezviundudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Upfumi hwenyu huri kuora uye hanzu dzenyu dziri kudyiwa nezviundudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Upfumi hwenyu huri kuora uye hanzu dzenyu dziri kudyiwa nezviundudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Upfumi hwenyu hwaora, uye nguo dzenyu dzakadyiwa nezviundudzi. Viz kapitola |