Jakobo 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kunyeŋgetera kwokutenda kucaponesa unorwara, Ishe ucamumutsa; kana akaita ɀiʋi, ucaɀikaŋganwirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kunyengetera kwokutenda kuchaponesa anorwara, Ishe achamumutsa; kana akaita zvivi achazviregererwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa. Viz kapitola |