Online Bible

- Reklamy -

Jakobo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi kupfuura zvose, hama dzangu musapike nedenga kana nenyika kana nokupika kupi zvako. Regai hongu wenyu angova, hongu uye, kwete wenyu angova kwete kuti murege kupiwa mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Asi, hama dzaŋgu, kupfuʋura ɀinhu ɀose, musapika, kunyaŋge neɗeŋga, kana nenyika, kana nokupika kumŋe kwose; asi hoŋo, yenyu ŋgaiʋe hoŋo, kwete yenyu ŋgaiʋe kwete; kuti murege kutoŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Asi, hama dzangu, kupfuura zvinhu zvose, musapika, kunyange nedenga, kana nenyika, kana nokupika kumwe kwose; asi hongu yenyu ngaive hongu, kwete yenyu ngaive kwete; kuti murege kutongwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi kupfuura zvose, hama dzangu musapike nedenga kana nenyika kana nokupika kupi zvako. Regai hongu wenyu angova, hongu uye, kwete wenyu angova kwete kuti murege kupiwa mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Asi kupfuura zvose, hama dzangu musapike nedenga kana nenyika kana nokupika kupi zvako. Regai hongu wenyu angova, hongu uye, kwete wenyu angova kwete kuti murege kupiwa mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Pamusoro pazvo zvose, hama dzangu, musapika, nedenga kana nenyika kana nechimwe chinhu zvacho. “Hongu” yenyu ngaive hongu, uye “Kwete” yenyu ngaive kwete, kuti murege kutongwa.

Viz kapitola kopírovat

Jakobo 5:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy