Jakobo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko zvino imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta rakati tondopedza gore tiriko tigoshava tiwane upfumi” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nhai imi, munoti: Nhasi, kana maŋgwana ticaenda kuguta rokuti, tigogara’ko gore, ticishambadzira, tifume — Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nhai imi, munoti “Nhasi, kana mangwana tichaenda kuguta rokuti, tigogarako gore, tichishambadzira, tifume Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko zvino imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta rakati tondopedza gore tiriko tigoshava tiwane upfumi” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko zvino imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta rakati tondopedza gore tiriko tigoshava tiwane upfumi” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino teererai, imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri kana iro, tinopedza gore tiriko, tichiita basa uye tichiwana mari.” Viz kapitola |