Jakobo 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hama dzangu musataure zvakaipa nezvavamwe. Munhu anotaura zvakaipa nezvehama kana kutsoropodza hama yake anotaurawo zvakaipa nezvomutemo uye anotsoropodza mutemo. Zvino kana uchitsoropodza mutemo hausi kuchengeta mutemo watova mutsoropodzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Hama dzaŋgu, musareʋerana ɀakaipa. Unoreʋera hama yake ɀakaipa, kana kutoŋga hama yake, unoreʋera murairo ɀakaipa nokutoŋga murairo; ɀino kana ucitoŋga murairo, hauzi muiti womurairo, asi mutoŋgi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Hama dzangu, musareverana zvakaipa. Unorevera hama yake zvakaipa, kana kutonga hama yake, unorevera murayiro zvakaipa nokutonga murayiro; zvino kana uchitonga murayiro, hauzi muiti womurayiro, asi mutongi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hama dzangu musataure zvakaipa nezvavamwe. Munhu anotaura zvakaipa nezvehama kana kutsoropodza hama yake anotaurawo zvakaipa nezvomutemo uye anotsoropodza mutemo. Zvino kana uchitsoropodza mutemo hausi kuchengeta mutemo watova mutsoropodzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hama dzangu musataure zvakaipa nezvavamwe. Munhu anotaura zvakaipa nezvehama kana kutsoropodza hama yake anotaurawo zvakaipa nezvomutemo uye anotsoropodza mutemo. Zvino kana uchitsoropodza mutemo hausi kuchengeta mutemo watova mutsoropodzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hama dzangu, musarevana. Ani naani anoreva hama yake kana kumutonga anotaura achirwa nomurayiro uye achiutonga. Kana uchitonga murayiro, iwe hauzi kuuchengeta, asi ugere uchitonga uri pauri. Viz kapitola |